Mateo 25:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Murume akanga apiwa matarenda maviri akauyawo. Akati, ‘Tenzi makandipa matarenda maviri, tarirai ndakawanazve mamwe maviri.’

Mateo 25

Mateo 25:14-30