Mateo 24:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo chiratidzo choMwanakomana woMunhu chichaonekwa kudenga, uye ndudzi dzose dzenyika dzichachema. Vachaona Mwanakomana woMunhu achiuya ari mumakore okudenga nesimba nokubwinya kukuru.

Mateo 24

Mateo 24:29-32