Mateo 24:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Pakarepo shure kwokutambudzika kwamazuva iwayo, ‘zuva richasviba, uye mwedzi hauzovheneki; nyeredzi dzichawa kubva kudenga, namasimba omuchadenga achazungunuswa.’

Mateo 24

Mateo 24:26-34