Mateo 24:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye achatuma vatumwa vake nokurira kwehwamanda kukuru uye vachaunganidza vasanangurwa vake kubva kumhepo ina dzenyika, kubva kuno rumwe rutivi rwedenga kusvikira kuno rumwe.

Mateo 24

Mateo 24:28-40