Mateo 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vakapindura vachiti, ‘Nokuti hapana munhu atipa basa.’ Akati kwavari, ‘Nemiwo endai mundoshanda mumunda wangu wemizambiringa.’

Mateo 20

Mateo 20:3-11