Mateo 20:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Akati ava madekwana, muridzi womunda wemizambiringa akati kumutariri wake, ‘Dana vashandi ugovapa mubayiro wavo, uchitanga navapedzisira kupiwa basa kusvikira kune vokutanga.’

Mateo 20

Mateo 20:6-18