Mateo 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nenguva inenge yegumi neimwe akabuda akawanazve vamwe vamire. Akavabvunza achiti, ‘Seiko, maswera makangomira pano zuva rose musina chamuri kuita?’

Mateo 20

Mateo 20:5-13