Mateo 12:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo unobva waenda kundotsvaka mimwe mweya minomwe yakaipa kukunda iwo, uye inopinda igogaramo. Uye kupedzisira kwomunhu uyu kwakaipa kupfuura kutanga kwake. Ndizvo zvazvichaita norudzi urwu rwakaipa.”

Mateo 12

Mateo 12:37-48