Mateo 12:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu paakanga achiri kutaura kuvanhu vazhinji, mai vake navanun'una vake vakamira panze vachida kutaura naye.

Mateo 12

Mateo 12:36-49