Mateo 12:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwandakabva.’ Kana wasvika, unosvikowana imba iya isina ageremo, asi yakanyatsotsvairwa zvakachena nokunyatsorongedzwa zvakanaka.

Mateo 12

Mateo 12:37-49