Mateo 10:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani anogamuchira muprofita nokuti muprofita achagamuchira mubayiro womuprofita, uye ani naani anogamuchira munhu akarurama nokuda kwokuti akarurama, achagamuchira mubayiro womunhu akarurama.

Mateo 10

Mateo 10:36-42