Mateo 10:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana munhu akapa mukombe wemvura inotonhorera kuno mumwe wavaduku ava nokuda kwokuti iye mudzidzi wangu, ndinokuudzai chokwadi kuti haazorasikirwi nomubayiro wake.”

Mateo 10

Mateo 10:33-42