Mapisarema 71:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Miromo yangu ichadanidzira nomufaro pandinokurumbidzai nenziyo, iyeni, wamakadzikinura.

24. Rurimi rwangu ruchataura nezvamabasa enyu akarurama zuva rose, nokuti avo vaida kundikuvadza vanyadziswa uye vakanganiswa.

Mapisarema 71