Mapisarema 70:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndiri murombo nomushayiwi; uyai nokukurumidza kwandiri, imi Mwari. Imi muri mubatsiri wangu nomurwiri wangu; Haiwa Jehovha, musanonoka.

Mapisarema 70

Mapisarema 70:4-5