Mapisarema 71:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rurimi rwangu ruchataura nezvamabasa enyu akarurama zuva rose, nokuti avo vaida kundikuvadza vanyadziswa uye vakanganiswa.

Mapisarema 71

Mapisarema 71:15-24