Mapisarema 42:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya wangu wakaneta mukati mangu; naizvozvo ndichakurangarirai ndiri kunyika yeJorodhani, pamatunhu akakwirira eHeremoni, kubva paGomo reMizari.

Mapisarema 42

Mapisarema 42:1-11