Mapisarema 42:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakasuwireiko, nhai mweya wangu? Unotambudzwa neiko mukati mangu? Isa tariro yako muna Mwari, nokuti ndichamurumbidzazve, Muponesi wangu naMwari wangu.

Mapisarema 42

Mapisarema 42:3-11