Mapisarema 42:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinorangarira zvinhu izvi pandinodurura mweya wangu, mafambiro andaiita navazhinji ndichitungamirira mudungwe wavanhu kuimba yaMwari, nokupembera nomufaro uye nokuvonga pakati pavazhinji pamutambo.

Mapisarema 42

Mapisarema 42:1-8