Mapisarema 42:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakadzika panodana pakadzika mukutinhira kwamapopopo emvura; mafungu enyu ose namapoporodzi akapfuura napamusoro pangu.

Mapisarema 42

Mapisarema 42:1-11