Mako 8:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akadana vanhu vazhinji kwaari pamwe chete navadzidzi vake akati, “Kana munhu upi zvake achida kunditevera, anofanira kuzviramba, atakure muchinjikwa wake agonditevera.

Mako 8

Mako 8:27-36