Mako 8:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jesu akati atendeuka akatarira kuvadzidzi vake, akatsiura Petro akati, “Enda shure kwangu, Satani! Iwe hauna zvinhu zvaMwari mupfungwa dzako, asi zvinhu zvavanhu.”

Mako 8

Mako 8:26-38