Mako 8:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ani naani anoda kuponesa upenyu hwake acharasikirwa nahwo, asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu uye nokuda kwevhangeri achahuponesa.

Mako 8

Mako 8:26-38