Mako 7:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akapindura akati, “Hongu Ishe, asi kunyange imbwa dziri pasi petafura dzinodya zvimedu zvezvokudya zvavana wani.”

Mako 7

Mako 7:22-36