Mako 7:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kwaari, “Nokuda kwemhinduro yakadai, enda hako; dhimoni rabva pamwanasikana wako.”

Mako 7

Mako 7:19-30