Mako 7:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwaari, “Vana vanofanira kutanga kudya zvavanoda, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira kumbwa dzavo.”

Mako 7

Mako 7:19-33