Mako 6:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo musikana akamhanya akapinda kuna mambo nechikumbiro akati, “Ndinoda kuti mundipe iye zvino musoro waJohani Mubhabhatidzi mundiro umu.”

Mako 6

Mako 6:22-28