Mako 6:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akatambudzika zvikuru, asi nokuda kwemhiko yake uye nokuda kwevaakanga achidya navo, haana kuda kumurambira.

Mako 6

Mako 6:21-36