Mako 6:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabuda kunze akandoti kuna mai vake, “Ndichakumbireiko?”Ivo vakati, “Musoro waJohani Mubhabhatidzi.”

Mako 6

Mako 6:18-25