Mako 6:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti Herodhi aitya Johani uye akamudzivirira, achimuziva somunhu akanga akarurama nomutsvene. Herodhi akati anzwa Johani, akakanganisika zvikuru; asi akanga achifarira kumuteerera.

Mako 6

Mako 6:10-26