Mako 6:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Herodhiasi akachengeta ruvengo mumwoyo make pamusoro paJohani uye akada kumuuraya. Asi akanga asingakwanisi kuita izvozvo,

Mako 6

Mako 6:15-26