Mako 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira mukana wakazovapo. Pazuva rokuberekwa kwake, Herodhi akaitira vabati vake vakuru, navakuru vamauto uye navarume vaitungamirira muGarirea mabiko.

Mako 6

Mako 6:16-23