Mako 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadzidzisi vomurayiro, ivo vaFarisi vakati vachimuona achidya na“vatadzi” uye navateresi, vakabvunza vadzidzi vake vakati, “Seiko achidya navateresi uye na‘vatadzi’?”

Mako 2

Mako 2:14-25