Mako 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati achinzwa izvozvo, Jesu akati kwavari, “Vasingarwari havatsvaki chiremba, asi vanorwara. Handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”

Mako 2

Mako 2:14-21