Mako 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu paakanga achidya kudya kwamanheru paimba yaRevhi, vateresi vazhinji na“vatadzi” vakanga vachidya naye, uye navadzidzi vake, nokuti kwaiva navazhinji vaimutevera.

Mako 2

Mako 2:14-19