Mako 15:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vakadzi vakanga vachitarira vari kure. Pakati pavo paiva naMaria Magadharena, Maria mai vaJakobho, munun'una waJosesi, naSarome.

Mako 15

Mako 15:32-43