Mako 15:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakadzi ava vomuGarirea ndivo vaimutevera uye vachimushandira. Vakadzi vazhinji vakanga vauya naye kuJerusarema vakanga varipowo.

Mako 15

Mako 15:40-46