Mako 15:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye mukuru wezana, akanga amirepo, pamberi paJesu, akati anzwa kudanidzira kwake uye akaona mafiro aakaita, akati, “Zvirokwazvo munhu uyu akanga ari Mwanakomana waMwari!”

Mako 15

Mako 15:37-47