Mabasa Avapostori 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro akati aona izvi, akati kwavari, “Imi vaIsraeri, seiko izvi zvichikushamisai? Munotarisireiko kwatiri sokunge taita kuti murume uyu afambe nokuda kwesimba redu kana nokuda kwokururama kwedu?

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:4-22