Mabasa Avapostori 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mupemhi akati achakabatirira pana Petro naJohani, vanhu vose vakashamiswa vakauya kwavari vachimhanya kunzvimbo yainzi Biravira raSoromoni.

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:1-16