Mabasa Avapostori 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakamuziva kuti ndiye murume uya aisigara achipemha ari pasuo retemberi rainzi Rakanaka, uye vakakatyamara vakashamiswa kwazvo nezvakanga zvaitika kwaari.

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:1-14