Mabasa Avapostori 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari waAbhurahama, Isaka naJakobho, Mwari wamadzibaba edu, akudza muranda wake Jesu. Makamuendesa kundourayiwa, uye imi makamuramba pamberi paPirato, kunyange akanga afunga kumuregedza hake.

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:5-17