Mabasa Avapostori 28:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akaunganidza svinga retutsotso paakanga ava kutuisa mumoto, nyoka, yanzwa kupisa kwomoto, yakanamatira paruoko rwake.

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:1-7