Mabasa Avapostori 28:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vomuchitsuwa ichi vakatiitira tsitsi dzinoshamisa. Vakavesa moto vakatigamuchira tose nokuti kwakanga kuchinaya uye kuchitonhora.

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:1-4