Mabasa Avapostori 28:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vomuchitsuwa ichi pavakaona nyoka yakarembera paruoko rwake, vakataurirana pachavo vakati, “Munhu uyu anofanira kuva mhondi; nokuti kunyange apunyuka hake mugungwa, kururamisira hakuna kumubvumira kuti ararame.”

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:1-10