Mabasa Avapostori 27:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakati kwarongwa kuti tiende nechikepe kuItari, Pauro navamwe vasungwa vakaiswa mumaoko omukuru wezana ainzi Juriasi akanga ari wehondo yaAgasito.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:1-9