Mabasa Avapostori 27:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takakwira chikepe chaibva kuAdhiramitiami chakanga chava kuenda nomunzvimbo dzaiva kumahombekombe enyika yeEzhia, ndokubva taenda kugungwa. Takanga tiina Arisitako, muMasedhonia aibva kuTesaronika, pamwe chete nesu.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:1-7