Mabasa Avapostori 19:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pavakaona kuti iye aiva muJudha, vose vakadanidzira pamwe chete kwenguva dzinenge maawa maviri vachiti, “Mukuru ndiAritemisi wavaEfeso!”

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:33-35