Mabasa Avapostori 19:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munyori weguta akanyaradza vanhu akati, “Varume veEfeso, ko, nyika yose haizivi here kuti guta reEfeso ndiro rinochengeta temberi yaAritemisi mukuru nomufananidzo wake, uyo wakawa uchibva kudenga?

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:27-37