Mabasa Avapostori 19:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaJudha vakasundidzira Arekizanda mberi, uye vamwe vazhinji vaidanidzira vachimurayira zvokuita. Iye akaninira vanhu kuti vanyarare kuitira kuti agone kuzvidavirira pamberi pavanhu.

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:30-34