Mabasa Avapostori 17:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vaJudha vakaita godo; saka vakakokorodza vanhu vakanga vakaipa kubva pamusika, vakaunganidza mhomho yavanhu kuti vandotanga bope muguta. Vakamhanyira kumba kwaJasoni kundotsvaka Pauro naSirasi vachida kuti vavabudise vavaendese kuvanhu vazhinji.

Mabasa Avapostori 17

Mabasa Avapostori 17:2-12